Mabasa 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi pavakatenda Firipi paaiparidza Shoko Rakanaka nezvoumambo hwaMwari uye zita raJesu Kristu vakaombekwa, varume navakadzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋakati ʋatenda Firipo, waiparidza mashoko oʋushe bgaMŋari nezita raJesu Kristu, ʋakabapatidzwa ʋarume naʋakadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vakati vatenda Firipi, aiparidza mashoko oushe hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa varume navakadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi pavakatenda Firipi paaiparidza Shoko Rakanaka nezvoumambo hwaMwari uye zita raJesu Kristu vakaombekwa, varume navakadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi pavakatenda Firipi paaiparidza Shoko Rakanaka nezvoumambo hwaMwari uye zita raJesu Kristu vakaombekwa, varume navakadzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi vakati vatenda Firipi sezvo aiparidza vhangeri roumambo hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa, vose varume navakadzi. Viz kapitola |