Mabasa 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vose vakamuteerera kubvira kuvaduku kusvika kuvakuru vachiti, “Murume uyu ndiye mumwe mwari uya anonzi Samukurumukuru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, ʋakamuterera, ʋaciti: Uyu munhu isimba guru raMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vose, vaduku navakuru, vakamuteerera, vachiti, “Uyu munhu isimba guru raMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vose vakamuteerera kubvira kuvaduku kusvika kuvakuru vachiti, “Murume uyu ndiye mumwe mwari uya anonzi Samukurumukuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vose vakamuteerera kubvira kuvaduku kusvika kuvakuru vachiti, “Murume uyu ndiye mumwe mwari uya anonzi Samukurumukuru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye vanhu vose kubva kuna vakakwirira kusvikira kuna vari pasi pasi, vaimuteerera vachiti, “Munhu uyu ndiye simba guru raMwari.” Viz kapitola |