Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 7:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mosesi paakanzwa izvi akatiza. Akava mupoteri munyika yavaMidhia kwaakabereka vanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mosesi akatiza acinzwa shoko iri, akandoʋa mutorwa kunyika yeMidiani, kwaakandoɓereka ʋanakomana ʋaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mosesi akatiza achinzwa shoko iri, akandova mutorwa kunyika yeMidhiani, kwaakandobereka vanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mosesi paakanzwa izvi akatiza. Akava mupoteri munyika yavaMidhia kwaakabereka vanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mosesi paakanzwa izvi akatiza. Akava mupoteri munyika yavaMidhia kwaakabereka vanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Mozisi paakanzwa izvozvo, akatiza akaenda kuMidhiani, uko kwaakandogara ari mutorwa uye akabereka vanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 7:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy