Mabasa 7:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ramangwana racho akasvika pane vamwe vairwa. Akada kuvayananisa achiti varume muri hama nehama munoda kukuvadziranei? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Fume maŋgwana akaʋaʋona ʋacikakaʋara, akaidza kuʋayananisa, aciti: Ʋarume, muri hama, munoitirana ɀisakarurama neiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Fume mangwana akavaona vachikakavara, akaedza kuvayananisa, achiti, ‘Varume, muri hama, munoitirana zvisakarurama neiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ramangwana racho akasvika pane vamwe vairwa. Akada kuvayananisa achiti varume muri hama nehama munoda kukuvadziranei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ramangwana racho akasvika pane vamwe vairwa. Akada kuvayananisa achiti varume muri hama nehama munoda kukuvadziranei? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Fume mangwana Mozisi akasvikowana vaIsraeri vaviri vachirwa. Akaedza kuvayananisa achiti, ‘Varume, muri hama imi; munodireiko kukuvadzana?’ Viz kapitola |