Mabasa 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi aifunga kuti hama dzake dzainzwisisa kuti Mwari aida kuvanunura nomumaoko ake asi havana kunzwisisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Akati, ɀimŋe hama dzake dzicanzwisisa kuti Mŋari wakaŋga aciɗa kuʋaponesa noruʋoko rwake; asi haʋana‐kunzwisisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Akati, zvimwe hama dzake dzichanzwisisa kuti Mwari akanga achida kuvaponesa noruoko rwake; asi havana kunzwisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi aifunga kuti hama dzake dzainzwisisa kuti Mwari aida kuvanunura nomumaoko ake asi havana kunzwisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mosesi aifunga kuti hama dzake dzainzwisisa kuti Mwari aida kuvanunura nomumaoko ake asi havana kunzwisisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mozisi akafunga kuti vanhu vake vachaziva kuti Mwari ainge achimushandisa kuti avanunure, asi ivo havana kuzviziva. Viz kapitola |