Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Paakazoburitswawo panze mukunda waFarao akamutora akamuita wake ndokumurera somwana wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 ɀino wakati arashwa, mukunda waFarao akamunoŋga, akamurera kuti aʋe mŋanakomana wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 zvino akati araswa, mukunda waFarao akamunonga, akamurera kuti ave mwanakomana wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Paakazoburitswawo panze mukunda waFarao akamutora akamuita wake ndokumurera somwana wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Paakazoburitswawo panze mukunda waFarao akamutora akamuita wake ndokumurera somwana wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Paakasiyiwa kunze, mwanasikana waFaro akamutora akamurera somwanakomana wake.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 7:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy