Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Jakobho paakanzwa kuti kune zvokudya kuIjipiti akatuma madzibaba edu kokutanga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino Jakobo, wakati anzwa kuti Egipita kuneɀiyo, pakutaŋga akatuma madziɓaɓa eɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino Jakobho, akati anzwa kuti kuIjipiti kune zviyo, pakutanga akatuma madzibaba edu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Jakobho paakanzwa kuti kune zvokudya kuIjipiti akatuma madzibaba edu kokutanga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Jakobho paakanzwa kuti kune zvokudya kuIjipiti akatuma madzibaba edu kokutanga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akatuma madzibaba edu parwendo rwavo rwokutanga.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 7:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy