Mabasa 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakamuisira zvapupu zvenhema vakati: “Munhu uyu haambomira kutaura mashoko ukushora nzvimbo ino tsvene uye kushora Mutemo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋakaisa’po ɀapupu ɀenhema, ɀaiti: Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tȿene nomurairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 vakaisapo zvapupu zvenhema, zvaiti, “Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tsvene nomurayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakamuisira zvapupu zvenhema vakati: “Munhu uyu haambomira kutaura mashoko ukushora nzvimbo ino tsvene uye kushora Mutemo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakamuisira zvapupu zvenhema vakati: “Munhu uyu haambomira kutaura mashoko ukushora nzvimbo ino tsvene uye kushora Mutemo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakabudisa zvapupu zvenhema, zvikati, “Munhu uyu haamboregi kutaura zvakaipa pamusoro penzvimbo tsvene ino uye napamusoro pomurayiro. Viz kapitola |