Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakapinza mweya wokupanduka mukati mavanhu nomukati mavakuru vakuru nomuvanyori vakaenda kwaari vakamubata vakamuunza kudare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋakakurudzira ʋanhu, naʋakuru, naʋanyori; ʋakamuwira, ʋakamuɓata, ʋakamuisa kumakurukota,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakakurudzira vanhu, navakuru, navanyori; vakamuwira, vakamubata, vakamuisa kumakurukota,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakapinza mweya wokupanduka mukati mavanhu nomukati mavakuru vakuru nomuvanyori vakaenda kwaari vakamubata vakamuunza kudare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vakapinza mweya wokupanduka mukati mavanhu nomukati mavakuru vakuru nomuvanyori vakaenda kwaari vakamubata vakamuunza kudare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nokudaro vakamutsa mwoyo yavanhu navakuru uye navadzidzisi vomurayiro. Vakabata Sitefani vakamuuyisa pamberi peDare Guru.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 6:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy