Mabasa 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ananiya paakanzwa mazwi aya akawira pasi akabva afa. Vanhu vose vakazvinzwa vakatya zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ananiasi, wakati acinzwa mashoko iwayo, akawira pasi, akaɓuɗisa mŋeya wake; kutya kukuru kukawira ʋose ʋakaɀinzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ananiasi, akati achinzwa mashoko iwayo, akawira pasi, akabudisa mweya wake; kutya kukuru kukawira vose vakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ananiya paakanzwa mazwi aya akawira pasi akabva afa. Vanhu vose vakazvinzwa vakatya zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ananiya paakanzwa mazwi aya akawira pasi akabva afa. Vanhu vose vakazvinzwa vakatya zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ananiasi akati anzwa izvi, akawira pasi akabva afa. Uye kutya kukuru kwakabata vose vakanga vanzwa zvakanga zvaitika. Viz kapitola |