Mabasa 5:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Pane zvanhasi izvi, ndinoti kwamuri, siyanai navanhu ava, varegei. Kana urongwa uhu nezvavari kuita zviri zvavanhu zvichakundikana Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino ndinoti kwamuri: Musaɓata ʋanhu aʋa, muʋarege, nokuti kana kufuŋga uku neɓasa iri ɀiri ɀaʋanhu, ɀicaparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Zvino ndinoti kwamuri, musabata vanhu ava, muvarege, nokuti kana kufunga uku nebasa iri zviri zvavanhu, zvichaparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Pane zvanhasi izvi, ndinoti kwamuri, siyanai navanhu ava, varegei. Kana urongwa uhu nezvavari kuita zviri zvavanhu zvichakundikana Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Pane zvanhasi izvi, ndinoti kwamuri, siyanai navanhu ava, varegei. Kana urongwa uhu nezvavari kuita zviri zvavanhu zvichakundikana Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Naizvozvo, panyaya iyi ndinokurayirai kuti: Regai vanhu ava vakadaro! Regai vaende! Nokuti kana kufunga kwavo kuri kwomunhu, kuchaguma. Viz kapitola |