Mabasa 5:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ndopaakavati, “Vanhu veIsiraeri chenjerai nezvamunoita navanhu ava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 akati kwaʋari: Ʋarume ʋaIsraeri, cenjerai ɀamunoɗa kuitira ʋanhu aʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 akati kwavari, “Varume vaIsiraeri, chenjerai zvamunoda kuitira vanhu ava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ndopaakavati, “Vanhu veIsiraeri chenjerai nezvamunoita navanhu ava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ndopaakavati, “Vanhu veIsiraeri chenjerai nezvamunoita navanhu ava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ipapo akati kwavari, “Imi varume veIsraeri, nyatsofungai pamusoro pezvamuri kuda kuita kuvanhu ava. Viz kapitola |