Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 5:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Asi mumwe muFarisei, nhengo yedare ainzi Gamarieri, mudzidzisi womutemo airemekedzwa navanhu vose, akasimuka akati ngavamboburitswa panze.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ipapo mumŋe muFarise, wainzi Gamarieri, mudzidzisi womurairo, waikudzwa naʋanhu ʋose, akasimuka pamakurukota, akaraira kuti ʋanhu ʋaɓuɗiswe ciŋguʋa ciɗuku;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Ipapo mumwe muFarisi, ainzi Gamarieri, mudzidzisi womurayiro, aikudzwa navanhu vose, akasimuka pamakurukota, akarayira kuti vanhu vabudiswe chinguva chiduku;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Asi mumwe muFarisei, nhengo yedare ainzi Gamarieri, mudzidzisi womutemo airemekedzwa navanhu vose, akasimuka akati ngavamboburitswa panze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Asi mumwe muFarisei, nhengo yedare ainzi Gamarieri, mudzidzisi womutemo airemekedzwa navanhu vose, akasimuka akati ngavamboburitswa panze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Asi mumwe muFarisi ainzi Gamarieri, mudzidzisi womurayiro, uyo aikudzwa navanhu vose, akasimuka pakati pedare akarayira kuti vanhu vambobudiswa panze kwechinguvana.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 5:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy