Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 5:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mumwe munhu akauya akavataurira achiti, “Varume vamakaisa mujeri, vamire muTemberi vari kudzidzisa vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ipapo mumŋe munhu akaȿika, akaʋaʋudza, aciti: Tarirai, ʋarume ʋamakaisa mutoroŋgo, ʋaʋa mutembere, ʋamire ʋacidzidzisa ʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ipapo mumwe munhu akasvika, akavaudza, achiti, “Tarirai, varume vamakaisa mutorongo, vava mutemberi, vamire vachidzidzisa vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mumwe munhu akauya akavataurira achiti, “Varume vamakaisa mujeri, vamire muTemberi vari kudzidzisa vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Mumwe munhu akauya akavataurira achiti, “Varume vamakaisa mujeri, vamire muTemberi vari kudzidzisa vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ipapo mumwe akasvika akati, “Tarirai! Varume vamakaisa mujeri vamire mutemberi vachidzidzisa vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 5:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy