Mabasa 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pakarepo akabva ati gwadara kuwira pasi achibva afa. Vechiduku vaya pavakapinda vakamuwana atofa. Vakamutakura vachimuburitsa kunze vakandomuviga pedyo nomurume wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akaɓuɗisa mŋeya wake; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuʋiga kumurume wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akabudisa mweya wake; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga kumurume wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pakarepo akabva ati gwadara kuwira pasi achibva afa. Vechiduku vaya pavakapinda vakamuwana atofa. Vakamutakura vachimuburitsa kunze vakandomuviga pedyo nomurume wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pakarepo akabva ati gwadara kuwira pasi achibva afa. Vechiduku vaya pavakapinda vakamuwana atofa. Vakamutakura vachimuburitsa kunze vakandomuviga pedyo nomurume wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Pakarepo akawira pasi, patsoka dzake akabva afa. Ipapo majaya akapinda uye akamuwana afa, akamutakura akaenda naye kunze akandomuviga parutivi pomurume wake. Viz kapitola |