Mabasa 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Asi mumwe murume anonzi Ananiya aiva nomudzimai wake ainzi Safira, akatengesa chimwe chikamu chezvinhu zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino mumŋe murume, wainzi Ananiasi, wakateŋgesa fuma yake, anaSafira mukadzi wake, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino mumwe murume, ainzi Ananiasi, akatengesa pfuma yake, ana Safira mukadzi wake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Asi mumwe murume anonzi Ananiya aiva nomudzimai wake ainzi Safira, akatengesa chimwe chikamu chezvinhu zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Asi mumwe murume anonzi Ananiya aiva nomudzimai wake ainzi Safira, akatengesa chimwe chikamu chezvinhu zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino mumwe murume ainzi Ananiasi, pamwe chete nomukadzi wake Safira, akatengesawo chikamu chepfuma yake. Viz kapitola |