Mabasa 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 kana tikabvunzwa nhasi pamsoro peɓasa rakanaka, rakaitirwa munhu cirema, napaakaponeswa napo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 kana tikabvunzwa nhasi pamusoro pebasa rakanaka, rakaitirwa munhu chirema, napaakaponeswa napo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 kana tadanwa nhasi nokuda kwebasa rakanaka rakaitwa kuchirema uye tichibvunzwa kuti akaporeswa sei, Viz kapitola |