Mabasa 4:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 mugari wenyika yeSaipurasi akatengesa munda wake akauya nemari yacho akaiisa mumaoko avapositori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 waiʋa nomunda; akauteŋgesa, akaʋuya nemari, akaiisa pamberi paʋaapostora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 aiva nomunda; akautengesa, akauya nemari, akaiisa pamberi pavapostori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 mugari wenyika yeSaipurasi akatengesa munda wake akauya nemari yacho akaiisa mumaoko avapositori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 mugari wenyika yeSaipurasi akatengesa munda wake akauya nemari yacho akaiisa mumaoko avapositori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 akatengesa munda wake akauya nemari akaiisa pamberi pavapostori. Viz kapitola |