Mabasa 4:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Saizvozvo Josefi akanga atumidzwa navapositori zita rokuti, Bhanabhasi (zvinoreva kuti, “Mukurudziri”) muRevhi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 NaJosefa, wakatumidzwa naʋaapostora acinzi Barnabasi, (ndokuti Mŋanakomana wokunyaradza, kana ɀicishandurwa), muRevi, munhu weKupro parudzi rwake, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 NaJosefa, akatumidzwa navapostori achinzi Bhanabhasi, ndokuti, “Mwanakomana wokunyaradza, kana zvichishandurwa”, muRevhi, munhu weSaipurasi parudzi rwake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Saizvozvo Josefi akanga atumidzwa navapositori zita rokuti, Bhanabhasi (zvinoreva kuti, “Mukurudziri”) muRevhi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Saizvozvo Josefi akanga atumidzwa navapositori zita rokuti, Bhanabhasi (zvinoreva kuti, “Mukurudziri”) muRevhi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Josefa, muRevhi aibva kuSaipurasi, uyo akatumidzwa navapostori kunzi Bhanabhasi (kureva kuti Mwanakomana woKukurudzira), Viz kapitola |