Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋakaʋaɓata, ʋakaʋaisa mutoroŋgo kuȿikira maŋgwana; nokuti akaŋga aʋa maɗekwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vakavabata, vakavaisa mutorongo kusvikira mangwana; nokuti akanga ava madekwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vakabata Petro naJohani, uye nokuda kwokuti aiva manheru, vakavaisa mujeri kusvikira zuva raitevera.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 4:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy