Mabasa 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 kuti ʋaite ɀose ɀakaŋga ɀatemŋa noruʋoko rwenyu, napakufuŋga kwenyu, kuti ɀiitwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 kuti vaite zvose zvakanga zvatemwa noruoko rwenyu, napakufunga kwenyu, kuti zviitwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakaita zvakanga zvatongwa nesimba renyu uye nokuda kwenyu kuti zvichaitika. Viz kapitola |