Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Chikonzero ndechokuti munhu akaitirwa chiratidzo ichi chokuponeswa akanga ava namakore anopfuura makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 nokuti munhu wakaŋga aitirwa ciratidzo ici wakaŋga anamakore makumi manna anemiraʋudzo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 nokuti munhu akanga aitirwa chiratidzo ichi akanga ana makore makumi mana ane mirawudzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Chikonzero ndechokuti munhu akaitirwa chiratidzo ichi chokuponeswa akanga ava namakore anopfuura makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Chikonzero ndechokuti munhu akaitirwa chiratidzo ichi chokuponeswa akanga ava namakore anopfuura makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Nokuti murume akanga aporeswa nechishamiso akanga ana makore anodarika makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 4:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy