Mabasa 4:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nezvo vakavadaidza vakavakomekedza kuti vasambotaura zvavo kana kudzidzisa zvako muzita raJesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋakaʋaɗana, ʋakaʋaraira kuti ʋarege cose kutaura kana kudzidzisa nezita raJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vakavadana vakavarayira kuti varege chose kutaura kana kudzidzisa nezita raJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nezvo vakavadaidza vakavakomekedza kuti vasambotaura zvavo kana kudzidzisa zvako muzita raJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nezvo vakavadaidza vakavakomekedza kuti vasambotaura zvavo kana kudzidzisa zvako muzita raJesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo vakavadanazve kuti vapinde ndokuvarayira kuti varege kutaura kana kutongodzidzisa muzita raJesu. Viz kapitola |