Mabasa 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi kuti zvirege kupararira pakati pavanhu ngativayambirei kuti vasambotaurazve kuna ani nani zvake nezita irori.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi ŋgatiʋanyeʋere kuti ʋarege kuzotaura nomunhu upi noupi nezita iri, kuti ɀirege kuramba ɀiciparadzirwa pakati paʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi ngativanyevere kuti varege kuzotaura nomunhu upi noupi nezita iri, kuti zvirege kuramba zvichaparadzirwa pakati pavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi kuti zvirege kupararira pakati pavanhu ngativayambirei kuti vasambotaurazve kuna ani nani zvake nezita irori.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi kuti zvirege kupararira pakati pavanhu ngativayambirei kuti vasambotaurazve kuna ani nani zvake nezita irori.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi kuti chinhu ichi chirege kuramba chichipararira pakati pavanhu, tinofanira kuyambira varume ava kuti varege kutaura kuna ani zvake muzita iri.” Viz kapitola |