Mabasa 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hakuna mumwezve munhu anogona kuponesa nokuti hakuna rimwezve zita pasi pose rakatumidzwa munhu pakati pavanhu ratinofanira kuponeswa naro.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti hakunakuponeswa kunomumŋe; nokuti hakunerimŋe zita pasi peɗeŋga, rakapiwa pakati paʋanhu, ratiŋgasunuŋgurwa naro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti hakuna kuponeswa kuno mumwe; nokuti hakuna nerimwe zita pasi pedenga, rakapiwa pakati pavanhu, ratingasunungurwa naro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hakuna mumwezve munhu anogona kuponesa nokuti hakuna rimwezve zita pasi pose rakatumidzwa munhu pakati pavanhu ratinofanira kuponeswa naro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Hakuna mumwezve munhu anogona kuponesa nokuti hakuna rimwezve zita pasi pose rakatumidzwa munhu pakati pavanhu ratinofanira kuponeswa naro.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ruponeso haruwanikwi kuna ani zvake, nokuti hakuna rimwe zita pasi pedenga rakapiwa kuvanhu ratingaponeswa naro.” Viz kapitola |