Mabasa 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 paakaona Pita naJohani vava kuda kupinda muTemberi, akavakumbira rubatsiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Iye wakati aciʋona Petro naJohane ʋoɗa kupinda mutembere, akakumbira kuti apiwe cipo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Iye akati achiona Petirosi naJohani voda kupinda mutemberi, akakumbira kuti apiwe chipo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 paakaona Pita naJohani vava kuda kupinda muTemberi, akavakumbira rubatsiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 paakaona Pita naJohani vava kuda kupinda muTemberi, akavakumbira rubatsiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akati aona Petro naJohani voda kupinda, akavakumbira mari. Viz kapitola |