Mabasa 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mwari paakamutsa muranda wake akamutumira pokutanga kwamuri kuti akukomborerei nokukutendeutsai mose kubva kuuipi hwenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mŋari wakataŋga kukumutsirai imi Muranda wake, akamutuma kukuropafadzai, acidzora mumŋe nomumŋe wenyu paɀakaipa ɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Mwari akatanga kukumutsirai imi Muranda wake, akamutuma kukuropafadzai, achidzora mumwe nomumwe wenyu pazvakaipa zvenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mwari paakamutsa muranda wake akamutumira pokutanga kwamuri kuti akukomborerei nokukutendeutsai mose kubva kuuipi hwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mwari paakamutsa muranda wake akamutumira pokutanga kwamuri kuti akukomborerei nokukutendeutsai mose kubva kuuipi hwenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mwari akati amutsa muranda wake, akatanga kumutuma kwamuri kuti akuropafadzei nokukutendeutsai mumwe nomumwe wenyu kubva panzira dzenyu dzakaipa.” Viz kapitola |