Mabasa 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Zvino hama dzangu, ndinoziva kuti makazviita mukusaziva sezvakangoitawo vatongi venyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi ɀino, hama dzaŋgu, ndinoziʋa kuti makaɀiita nokusaziʋa, saʋaɓati ʋenyu ʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Asi zvino, hama dzangu, ndinoziva kuti makazviita nokusaziva, savabati venyuwo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Zvino hama dzangu, ndinoziva kuti makazviita mukusaziva sezvakangoitawo vatongi venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Zvino hama dzangu, ndinoziva kuti makazviita mukusaziva sezvakangoitawo vatongi venyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Zvino, hama dzangu, ndinoziva kuti makaita nokusaziva sezvakangoitawo vatungamiri venyu. Viz kapitola |