Mabasa 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 mukauraya muridzi weupenyu, iye akamutswa naMwari kuvafi. Isu tiri zvapupu zvaizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 mukaʋuraya Muʋambi woʋupenyu; iye, wakamutswa naMŋari kuʋakafa; iye, watiri ɀapupu ɀake isu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 mukauraya Muvambi woupenyu; iye akamutswa naMwari kuvakafa; iye, watiri zvapupu zvake isu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 mukauraya muridzi weupenyu, iye akamutswa naMwari kuvafi. Isu tiri zvapupu zvaizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 mukauraya muridzi weupenyu, iye akamutswa naMwari kuvafi. Isu tiri zvapupu zvaizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Makauraya muvambi woupenyu, asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa. Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi. Viz kapitola |