Mabasa 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi imi makaramba mutsvene nomururami mukakumbira kuti mupiwe mhondi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi imi makaramba uyo Mutȿene, wakarurama, mukakumbira kuti mupiwe muʋurayi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi imi makaramba uyo Mutsvene, akarurama, mukakumbira kuti mupiwe muurayi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi imi makaramba mutsvene nomururami mukakumbira kuti mupiwe mhondi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi imi makaramba mutsvene nomururami mukakumbira kuti mupiwe mhondi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Makaramba iye Mutsvene naiye Akarurama Oga uye mukakumbira kuti mhondi isunungurwe. Viz kapitola |