Mabasa 28:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pauro akagarako makore maviri ose achizvibhadharira. Ainyatsogamuchira vose vaiuya kwaari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye akapedza makore maʋiri agere muimba yake yairipirwa mari, akagamucira ʋose ʋaipinda kwaari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Iye akapedza makore maviri agere muimba yake yairipirwa mari, akagamuchira vose vaipinda kwaari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pauro akagarako makore maviri ose achizvibhadharira. Ainyatsogamuchira vose vaiuya kwaari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pauro akagarako makore maviri ose achizvibhadharira. Ainyatsogamuchira vose vaiuya kwaari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pauro akagara ikoko kwamakore maviri ose ari muimba yake yaairipira uye aigamuchira vose vaiuya kuzomuona. Viz kapitola |