Mabasa 28:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Naizvozvo chizvizivai kuti ruponeso urwu rwaMwari rwakatotumirwa kune vechirudzi. Vachateerera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ziʋai imi, kuti ruponeso urwu rwakatumirwa ʋahedeni; iʋo ʋacanzwa ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino zivai imi, kuti ruponeso urwu rwakatumirwa vahedheni; ivo vachanzwawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Naizvozvo chizvizivai kuti ruponeso urwu rwaMwari rwakatotumirwa kune vechirudzi. Vachateerera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Naizvozvo chizvizivai kuti ruponeso urwu rwaMwari rwakatotumirwa kune vechirudzi. Vachateerera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Naizvozvo ndinoda kuti muzive kuti ruponeso rwaMwari rwatumirwa kune veDzimwe Ndudzi, uye vachanzwa!” Viz kapitola |