Mabasa 28:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 achiti, “ ‘Enda kuvanhu ava undoti kuteerera nyatsoteererai zvenyu asi kunzwisisa pasina zvamunonzwisisa kutarisisa nyatsotarisisai zvenyu asi kuona pasina kuona chaiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 aciti: Enda kuʋanhu aʋa uti: Nokunzwa mucanzwa, musiŋgatoŋgonzwisisi; Nokuʋona, mucaʋona, musiŋgaʋonesesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 achiti, ‘Enda kuvanhu ava uti, Nokunzwa muchanzwa, musingatongonzwisisi; Nokuona, muchaona, musingaonesesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 achiti, “ ‘Enda kuvanhu ava undoti kuteerera nyatsoteererai zvenyu asi kunzwisisa pasina zvamunonzwisisa kutarisisa nyatsotarisisai zvenyu asi kuona pasina kuona chaiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 achiti, “ ‘Enda kuvanhu ava undoti kuteerera nyatsoteererai zvenyu asi kunzwisisa pasina zvamunonzwisisa kutarisisa nyatsotarisisai zvenyu asi kuona pasina kuona chaiko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “ ‘Enda kuvanhu ava uti, “Mucharamba muchinzwa asi musingatongonzwisisi; mucharamba muchiona asi musingaonesesi.” Viz kapitola |