Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Vakaronga zuva rokusangana naye, vakazouya paaigara vakawanda kwazvo iye akavarondedzera nyaya iyoyi kubva mangwanani kusvikira mauro achipa uchapupu kuhumambo hwaMwari achiedza kuti vabvume nezvaJesu sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi navaporofita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino ʋakati ʋamutarira zuʋa, ʋakaʋuya kwaari ʋari ʋazhinji, kwaakaŋga agere, akaʋaɗudzira, aciʋapupurira kwaɀo ʋushe bgaMŋari, akaʋagombedzera pamsoro paJesu, nomurairo waMosesi naʋaprofita, kubva maŋgwanani kuȿikira maɗekwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino vakati vamutarira zuva, vakauya kwaari vari vazhinji, kwaakanga agere, akavadudzira, achivapupurira kwazvo ushe hwaMwari, akavagombedzera pamusoro paJesu, nomurayiro waMosesi navaporofita, kubva mangwanani kusvikira madekwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Vakaronga zuva rokusangana naye, vakazouya paaigara vakawanda kwazvo iye akavarondedzera nyaya iyoyi kubva mangwanani kusvikira mauro achipa uchapupu kuhumambo hwaMwari achiedza kuti vabvume nezvaJesu sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi navaporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Vakaronga kuzosanganazve naPauro pane rimwe zuva, uye vakauya kwaakanga ari vari vazhinji kwazvo. Kubvira mangwanani kusvikira madekwana akavatsanangurira uye akavapupurira zvoumambo hwaMwari, uye achiedza kwazvo kuti vatende nezvaJesu kutanga paMurayiro waMozisi kusvikira kuvaprofita.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 28:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy