Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi isu tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga nokuti zvekabato aka, tinoziva kuti kose kose vanhu vanotaura zvakaipa nezvako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi tinoɗa kunzwa kwauri ɀaunofuŋga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziʋa kuti inorambga kwose‐kwose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziva kuti inorambwa kwose-kwose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi isu tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga nokuti zvekabato aka, tinoziva kuti kose kose vanhu vanotaura zvakaipa nezvako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi isu tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga nokuti zvekabato aka, tinoziva kuti kose kose vanhu vanotaura zvakaipa nezvako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi tinoda kunzwa kuti pfungwa dzako ndedzei, nokuti tinoziva kuti kwose kwose vanhu vanotaura zvakaipa pamusoro peboka iri.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 28:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy