Mabasa 28:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakati kwaari, “Hapana tsamba dzatakagamuchira dzichibva kuJudhea nezvako. Hapanawo mumwe wehama akauya kuno akatipirawo kana kutaura zvakaipa nezvako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakati kwaari: hatina‐kugamucira ŋwadi pamsoro pako, dzaibva Judea, ʋuye hakunomumŋe wehama wakaȿika akatiʋudza ɀako, kana kutaura ɀakaipa pamsoro pako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vakati kwaari, “Hatina kugamuchira tsamba pamusoro pako, dzaibva Judhea, uye hakuna mumwe wehama akasvika akatiudza zvako, kana kutaura zvakaipa pamusoro pako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakati kwaari, “Hapana tsamba dzatakagamuchira dzichibva kuJudhea nezvako. Hapanawo mumwe wehama akauya kuno akatipirawo kana kutaura zvakaipa nezvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakati kwaari, “Hapana tsamba dzatakagamuchira dzichibva kuJudhea nezvako. Hapanawo mumwe wehama akauya kuno akatipirawo kana kutaura zvakaipa nezvako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ivo vakati, “Hatina kumbogamuchira kana tsamba zvadzo dzichibva kuJudhea maererano newe, uye hakuna mumwe wehama dzakabvako akatizivisa kana kutaura chinhu chipi zvacho chakaipa pamusoro pako. Viz kapitola |