Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ndicho chikonzero chaita kuti ndikumbire kukuonai uye kuti nditaure nemi pamusana pokuti ndakasungwa necheni idzi nokuda kwechitarisiro cheIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino ndakakuɗanai pamsoro pemhoȿa iyi, kuti ndikuʋonei, nditaurirane nemi, nokuti ndakasuŋgwa neketani iri nokuɗa kwetariro yaʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino ndakakudanai pamusoro pemhosva iyi, kuti ndikuonei, nditaurirane nemi, nokuti ndakasungwa nengetani iyi nokuda kwetariro yavaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ndicho chikonzero chaita kuti ndikumbire kukuonai uye kuti nditaure nemi pamusana pokuti ndakasungwa necheni idzi nokuda kwechitarisiro cheIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Ndicho chikonzero chaita kuti ndikumbire kukuonai uye kuti nditaure nemi pamusana pokuti ndakasungwa necheni idzi nokuda kwechitarisiro cheIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Nokudaro ndakumbira hangu kuti ndikuonei uye nditaure nemi. Nokuda kwetariro yaIsraeri ndakasungwa nengetani iyi.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 28:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy