Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 VaJudha vakapokana nazvo zvikandimanikidza kukumbira kusvitsa nyaya iyi kuna Siza kunyange ndakanga ndisina mhosva yokukwirira rudzi rwangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi ʋaJuda ʋakaramba, ndikaroʋererwa kuɀiisa kunaKesari; kusi kuti ndaiʋa necinhu cokupomera rudzi rwaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi vaJudha vakaramba, ndikarovererwa kuzviisa kuna Kesari; kusi kuti ndaiva nechinhu chokupomera rudzi rwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 VaJudha vakapokana nazvo zvikandimanikidza kukumbira kusvitsa nyaya iyi kuna Siza kunyange ndakanga ndisina mhosva yokukwirira rudzi rwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 VaJudha vakapokana nazvo zvikandimanikidza kukumbira kusvitsa nyaya iyi kuna Siza kunyange ndakanga ndisina mhosva yokukwirira rudzi rwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Asi vaJudha vakati varamba ndakazvipira kuti ndizviise kuna Kesari, kwete kuti ndakanga ndine mhosva ipi zvayo nehama dzangu.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 28:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy