Mabasa 28:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 iʋo, ʋakati ʋandibvunzisisa, ʋakaɗa kundisunuŋgura, nokuti pakaŋga pasinemhoȿa yorufu kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 ivo, vakati vandibvunzisisa, vakada kundisunungura, nokuti pakanga pasina mhosva yorufu kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakandibvunzisisa uye vakada kundisunungura, nokuti ndakanga ndisina mhosva ipi zvayo yaikodzera rufu. Viz kapitola |