Mabasa 28:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti kwapera mazuva matatu zvakaitika kuti Pauro akakoka vakuru vakuru vavaJudha. Pavakanga vaungana akati kwavari, “Varume hama, kunyange zvangu pasina chakaipa chandakaita kuvanhu kana kutsika dzamadzitateguru edu asi ndakasungwa kuJerusaremu ndikaiswa mumaoko avaRoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mazuʋa matatu akati apfuʋura, akakokera aʋo, ʋakaŋga ʋari ʋakuru ʋaʋaJuda. Ʋakati ʋaʋuŋgana, akati kwaʋari: Ʋarume, hama, ini kunyaŋge ndisina‐kuita cinhu cakatadzira ʋanhu, kana tsika dzamadziɓaɓa eɗu, ndakabva Jerusarema ndakasuŋgwa, ndaiswa pamaʋoko aʋaRoma; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mazuva matatu akati apfuura, akakokera avo, vakanga vari vakuru vavaJudha. Vakati vaungana, akati kwavari, “Varume, hama, ini kunyange ndisina kuita chinhu chakatadzira vanhu, kana tsika dzamadzibaba edu, ndakabva Jerusaremu ndakasungwa, ndaiswa pamaoko avaRoma; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti kwapera mazuva matatu zvakaitika kuti Pauro akakoka vakuru vakuru vavaJudha. Pavakanga vaungana akati kwavari, “Varume hama, kunyange zvangu pasina chakaipa chandakaita kuvanhu kana kutsika dzamadzitateguru edu asi ndakasungwa kuJerusaremu ndikaiswa mumaoko avaRoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kuzoti kwapera mazuva matatu zvakaitika kuti Pauro akakoka vakuru vakuru vavaJudha. Pavakanga vaungana akati kwavari, “Varume hama, kunyange zvangu pasina chakaipa chandakaita kuvanhu kana kutsika dzamadzitateguru edu asi ndakasungwa kuJerusaremu ndikaiswa mumaoko avaRoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mazuva matatu akati apfuura, akakoka vatungamiri vavaJudha. Vakati vaungana, Pauro akati kwavari, “Hama dzangu, kunyange ndisina kuita chinhu chakaipa kuvanhu vokwedu kana pamusoro petsika dzamadzitateguru edu, ndakasungwa muJerusarema ndikaiswa mumaoko avaRoma. Viz kapitola |