Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Patakasvika kuguta reRoma, Pauro akabvumirwa kugara oga nomusoja aimuchengetedza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino takati tapinda Roma, Pauro akatenderwa kugara ari oga, anomurwi waimurinda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino takati tapinda Roma, Pauro akatenderwa kugara ari oga, anomurwi aimurinda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Patakasvika kuguta reRoma, Pauro akabvumirwa kugara oga nomusoja aimuchengetedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Patakasvika kuguta reRoma, Pauro akabvumirwa kugara oga nomusoja aimuchengetedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Takati tasvika kuRoma, Pauro akatenderwa kuti agare oga, ane murwi aimuchengeta.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 28:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy