Mabasa 28:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ikoko, vehama pavakanzwa nezvedu vakauya zvokutosvika kumusika weApia nokunzvimbo yainzi Hoteranhatu kuzotichingura. Pauro paakavaona akatenda Mwari akabva atsunga mwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino hama dzakati dzatinzwa, dzikabva’po, dzikaʋuya kuzoticiŋgamidza, dzikaȿika Apio Foro napaTaberne Nhatu; Pauro akati adziʋona idzo, akaʋoŋga Mŋari, akatsuŋga mŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino hama dzakati dzatinzwa, dzikabvapo, dzikauya kuzotichingamidza, dzikasvika Apio Foro napaTabherini Nhatu; Pauro akati adziona idzo, akavonga Mwari, akatsunga mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ikoko, vehama pavakanzwa nezvedu vakauya zvokutosvika kumusika weApia nokunzvimbo yainzi Hoteranhatu kuzotichingura. Pauro paakavaona akatenda Mwari akabva atsunga mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ikoko, vehama pavakanzwa nezvedu vakauya zvokutosvika kumusika weApia nokunzvimbo yainzi Hoteranhatu kuzotichingura. Pauro paakavaona akatenda Mwari akabva atsunga mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Hama dzaikoko dzakanga dzanzwa kuti takanga tichiuya, naizvozvo vakafamba kusvikira kuMusika weApio napaMahotera Matatu kuti vazosangana nesu. Pauro, paakaona varume ava, akavonga Mwari uye akakurudzirwa. Viz kapitola |