Mabasa 28:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ikoko takawana vehama tikakokwa kuti tigare navo kwamazuva manomwe. Ndiwo masvikiro atakaita kuRoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 tikawana’po hama, dzakakumbira ɀikuru kuti tigare nadzo mazuʋa manomŋe; naiɀoɀo tikaȿika Roma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 tikawanapo hama, dzakakumbira zvikuru kuti tigare nadzo mazuva manomwe; naizvozvo tikasvika Roma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ikoko takawana vehama tikakokwa kuti tigare navo kwamazuva manomwe. Ndiwo masvikiro atakaita kuRoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ikoko takawana vehama tikakokwa kuti tigare navo kwamazuva manomwe. Ndiwo masvikiro atakaita kuRoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo takawana hama uye dzakatikoka kuti tipedze vhiki imwe tinavo. Tichibva ipapo takaenda kuRoma. Viz kapitola |