Mabasa 28:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takasvika paSirakosi tikagarapo mazuva matatu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino tikaenda napaSirakuse, tikagara’po mazuʋa matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino tikaenda napaSirakuse, tikagarapo mazuva matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takasvika paSirakosi tikagarapo mazuva matatu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Takasvika paSirakosi tikagarapo mazuva matatu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Takaenda paSirakuse tikandogarapo kwamazuva matatu. Viz kapitola |