Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ŋguʋa huru yakati yapfuʋura, nokufamba neguŋgwa kwaʋa nenjodzi, nokuti ŋguʋa yokuɀinyima ɀokudya yakaŋga yatopfuʋura, Pauro akaʋaraira,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino nguva huru yakati yapfuura, nokufamba negungwa kwava nenjodzi, nokuti nguva yokuzvinyima zvokudya yakanga yatopfuura, Pauro akavarayira,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Takarasikirwa nenguva yakawanda kwazvo, uye kufambisa chikepe kwakanga kwava nenjodzi nokuti zvino Nguva Yokutsanya yakanga yatopfuura. Saka Pauro akavayambira akati,

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy