Mabasa 27:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Naizvozvo vakadimbura zvinorema zvokumisa chikepe nazvo zviya, vakazvisiya mugungwa vachibva vasunungurawo tambo dzakanga dzakasunga zvokunangisa nazvo chikepe. Vakabva vasimudza machira echikepe epamberi akadziva kunobva mhepo. Vakabva vananga kunzvimbo yaigona kumira chikepe kuya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ipapo ʋakagura ɀimiso, ʋakaɀisiya muguŋgwa, ʋakasunuŋgura ɀisuŋgo ɀaisuŋga ɀokudzoresa naɀo, ʋakasimudzira seiri rapamberi kumhepo, ʋakaruramira kumhenderekedzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Ipapo vakagura zvimiso, vakazvisiya mugungwa, vakasunungura zvisungo zvaisunga zvokudzoresa nazvo, vakasimudzira seiri rapamberi kumhepo, vakaruramira kumhenderekedzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Naizvozvo vakadimbura zvinorema zvokumisa chikepe nazvo zviya, vakazvisiya mugungwa vachibva vasunungurawo tambo dzakanga dzakasunga zvokunangisa nazvo chikepe. Vakabva vasimudza machira echikepe epamberi akadziva kunobva mhepo. Vakabva vananga kunzvimbo yaigona kumira chikepe kuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Naizvozvo vakadimbura zvinorema zvokumisa chikepe nazvo zviya, vakazvisiya mugungwa vachibva vasunungurawo tambo dzakanga dzakasunga zvokunangisa nazvo chikepe. Vakabva vasimudza machira echikepe epamberi akadziva kunobva mhepo. Vakabva vananga kunzvimbo yaigona kumira chikepe kuya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Vakadambura zvimiso, vakazvisiya mugungwa uye nenguva yakare iyoyo vakadamburawo tambo dzakanga dzakasunga zvokudzoresa chikepe. Ipapo vakasimudza sairi rechikepe kumhepo kuti risairirwe panodira makungwa maviri. Viz kapitola |