Mabasa 27:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vakabva vakurudzirwa vose vakadya chokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ipapo ʋakatsuŋga mŋoyo ʋose, ʋakadya ʋo ʋamene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Ipapo vakatsunga mwoyo vose, vakadyawo vamene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vakabva vakurudzirwa vose vakadya chokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Vakabva vakurudzirwa vose vakadya chokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vose vakakurudzirwa uye vakadya zvokudya. Viz kapitola |