Mabasa 27:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nokudaro ndinokukumbirisai kuti mudye. Zvichakupai simba nokuti hapana noruvhudzi rwomusoro waani naani zvake wenyu ruchatsakatika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Saka ndinokumbira ɀikuru kuti mudye, nokuti ndiɀo ɀicakuponesai; nokuti hakunoruvudzi rumŋe rucaparadzwa pamusoro womumŋe wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Saka ndinokumbira zvikuru kuti mudye, nokuti ndizvo zvichakuponesai; nokuti hakuna ruvhudzi rumwe ruchaparadzwa pamusoro womumwe wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nokudaro ndinokukumbirisai kuti mudye. Zvichakupai simba nokuti hapana noruvhudzi rwomusoro waani naani zvake wenyu ruchatsakatika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Nokudaro ndinokukumbirisai kuti mudye. Zvichakupai simba nokuti hapana noruvhudzi rwomusoro waani naani zvake wenyu ruchatsakatika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Zvino ndinokukurudzirai kuti mudye. Munofanira kudya kuti murarame. Hakuna mumwe pakati penyu acharasikirwa nebvudzi romusoro wake.” Viz kapitola |