Mabasa 27:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mambakwedza, Pauro akavakurudzira vose kuti vadye achiti, “Nhasi izuva regumi nechina makabatira ura mumaoko musina chokudya pasina chamadya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino kwakati kwoedza, Pauro akakumbira ɀikuru kwaʋari ʋose kuti ʋadye, aciti: Nhasi raʋa zuʋa regumi nerecinna, ramakagara muciɀinyima kudya, musiŋgadyi cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino kwakati kwoedza, Pauro akakumbira zvikuru kwavari vose kuti vadye, achiti, “Nhasi rava zuva regumi nerechina, ramakagara muchizvinyima kudya, musingadyi chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mambakwedza, Pauro akavakurudzira vose kuti vadye achiti, “Nhasi izuva regumi nechina makabatira ura mumaoko musina chokudya pasina chamadya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mambakwedza, Pauro akavakurudzira vose kuti vadye achiti, “Nhasi izuva regumi nechina makabatira ura mumaoko musina chokudya pasina chamadya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Kwava kuda kuedza, Pauro akavakurudzira kuti vadye achiti, “Mazuva gumi namana apfuura, manga makangogara musingadyi, hamuna kutongodya kana chinhu. Viz kapitola |