Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pauro akati kumutungamiri wezana nokumasoja, “Varume ava vakarega kuramba vari muchikepe hamumbopona.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Pauro akati kumukuru wezana naʋarwi: Hamuŋgararami kana aʋa ʋasiŋgagari mucikepe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Pauro akati kumukuru wezana navarwi, “Hamungararami kana ava vasingagari muchikepe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pauro akati kumutungamiri wezana nokumasoja, “Varume ava vakarega kuramba vari muchikepe hamumbopona.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Pauro akati kumutungamiri wezana nokumasoja, “Varume ava vakarega kuramba vari muchikepe hamumbopona.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Ipapo Pauro akati kumukuru wezana nokuvarwi, “Kana vanhu ava vakasagara muchikepe, hamungararami.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy